Browse Words
Shona Definition
-pfumba . Kana muka fumba mbambaira munenge muchidzigocha makadzifukidza nemazimbe. -bvura . Ku fumba kushandisa mushonga wokurarisa munhu kuti asaziva zviri kuitika. Ku fumba kuchera pasi nemhino sezvinoita nguruve.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.