DuraMazwi
Browse Words
Words

-fukidza

Shona Definition

Ku fukidza kuputira kana kupfekedza chimwe chinhu kana kuti mumwe munhu. Fukidza mwana uyo jira, ari kutonhorwa. Kana nhondo dzichiri diki dzinoda kufukidzwa nouswa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.