DuraMazwi
Browse Words
Words

fukenyika

Shona Definition

Uyu munhu anenge asina kana chaakapfeka pamuviri pake. bunyumunyu, mushutu . Uyu munhu afamba nyika kana kuti nzvimbo dzakawanda. Uyu munhu anonyengedza zvikuru.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.