Used in other entries
“Ku dzimira kuita kuti fodya isapfuta isati yapera, kuti ugozoisvutazve neimwe nguva.”
from -dzimira“Chinyangu kusvuuka kwemiromo kunosakiswa nokunwa doro zvikuru kana nokusvuta fodya.”
from chinyangu“Kasha kamudziyo kaduku kanoisirwa fodya yakaita sebute kana mudhombo.”
from kasha“Nhekwe katende kanochengeterwa fodya yemumhuno.”
from nhekwe“Nhombo chitombo chidiki chakatenderera, chinoshandiswa pamabasa akaita sokukuya fodya, kutsvenenzvera hari dzevhu, nokugadzira pasi pemba kuti patsetseke.”
from nhombo“Muputi munhu ane tsika yekuputa fodya.”
from muputi