Browse Words
Shona Definition
Ku dzimira kuita kuti fodya isapfuta isati yapera, kuti ugozoisvutazve neimwe nguva. Kana wa dzimira unenge usisakwanisi kunyatsofunga. Ku dzimira kushaiwa mhinduro pane zvaunenge wabvunzwa. Ku dzimira kutadza kuziva kokuenda kana kwawabva.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.