Browse Words
Shona Definition
Kana uchi fema unenge uchikweva mweya nomumhino kana mukanwa, kumbouendesa kumapapu, wozoubudisazve kunze. Kana munhu achiri kufema chete zvinotoreva kuti achiri mupenyu. Mhuka zhinji dzinongofemawo nomumhino zvinoita vanhu. Kana munhu akabudisa mweya wakaipa tinogona kutaura nedimikira tichiti a fema . -sura .
English Translation
When you breathe, you inhale air through your nose or mouth, take it to your lungs, and then exhale it again. If a person is still breathing, it means they are still alive. Many animals breathe through their noses, just like humans. If a person exhales a bad breath, we can use an idiom and say they are 'breathing their last'.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.