Browse Words
Shona Definition
Ku farutsa kuita kuti mweya wakadzvanyirirwa ubude nepaburi. Kana uchi farutsa zvinhu zvinenge zviri mutsapo unenge uchizviburitsa, uchiita zvokudira, kana kuti kuzvidira pamwewo. Kana uchi farutsa mupendero wehembe unenge uchiuita kuti ukure kudarika zvawambenge wakaita.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.