DuraMazwi
Browse Words
Words

-fashaira

Shona Definition

Kana zvinhu zviri mupoto iri pamoto zvichi fashaira zvinenge zvichivira kwenguva yakareba. -vhovha . Kana zvinhu zviri mupoto iri pamoto zvava ku fashaira zvinenge zvichirasikira kunze kana zvavira. -pupira . Kana uchi fashaira unenge uchiratidza kuti watsamwa zvikuru.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.