DuraMazwi
Browse Words
Words

-fasa

Shona Definition

Kana zvinhu zvaka fasa zvinenge zvawanda kupfuura uwandu hunenge huchitarisirwa, zvokuti kana riri basa rinenge rava kutokukurirai. Handina kukwanisa kuzokuona nokuti basa ranga rakandifasa. Kana chinhu cha faswa chinenge chamiswa, chisati chichakwanisa kufamba. Paradza akafasa bhora, rakanga roda kunomwa, zvinoyevedza.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.