Browse Words
Shona Definition
Kana uchi famba-famba unenge uchingombeya kana kutenderera, uchiti apa wasvika, apa wabva, usina kwawakananga chaiko. Tichambofamba-famba zvedu muguta umu kuvaraidza nguva. Ku famba-famba idimikira rinoreva kuita zvounzenza kana chihure. Hapana murume anoda kuroora mukadzi anofamba-famba. -hura, -feva
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.