Browse Words
Shona Definition
Kana uchi fambira munhu kana chimwe chinhu, unenge watoita zvokuita rwendo kuenda kwaari kana kuti kwachiri. Nyaya yako iyi inotoda kuti iwe uifambire, kwete kuita zvokunyora tsamba kana kutuma mwana.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.