DuraMazwi
Browse Words
Words

ekisirei

Shona Definition

Uyu mushini unoshandiswa pakuvheneka mabhonzo emuviri nenyama dziri mukati meganda, zvikuru kana munhu aita tsaona, kana kuti achirwadziwa nechinhu chiri mukati memuviri asi chisingazikanwi kuti chii.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.