Browse Words
Shona Definition
Ku ema kuvimba nevamwe vanhu kuti vachakubatsira pane zvaunenge uchida. Ku ema kunetsa umwe munhu uchida kuonekwawo kana kungoitirwa twakawanda- wanda. Vana vadiki kazhinji, vakaona vabereki vavo vavanenge vaswera vasina kuona, vanobva vatanga ku|ema| ivo vambenge vachitamba zvakanaka.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.