Browse Words
Shona Definition
Ku enda kufamba kubva pane imwe nzvimbo uine kumwe kwawakananga. Uchaenda riini kuchigayo? Kana munhu achinge aenda anenge afa. Kana mvura ya enda inenge yati mwanda isisanaye asi yanga ichimbonaya chaizvo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.