Used in other entries
“Aya mazita kana nhetembo dzokurumbidza dzinza.”
from madetembedzo“Ukama kuva vamwe chete nokusungana kunovapo pakati pevanhu veropa kana dzinza rimwe kana kuti vakaroorerana.”
from ukama“Ava vanhu vemhuri kana kuti dzinza rinotonga.”
from imbahuru“Munhu anofa achisiya rudzi rwake rune dzinza nomutupo haaiti semhuka dzinozvara dzichisaidzira vana dzisingazivi kuti vanoendepi.”
from Chembere ndeyeshumba / yemombe inodyiwa nyama