DuraMazwi
Browse Words
Words

-dyara

Shona Definition

Ku dyara kuisa mhonzi kana kapazi kemuti muvhu kuti zvimere uye zvigokura. Tikadyara miti gore negore ndokuti nyika isaite gwenga. -dzvara, -sima

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.