Browse Words
Shona Definition
Kana vanhu vachi dyidzana vanenge vachiwirirana nokufambidzana, uye vachiita zvinhu zvavo pamwe chete. Ku dyidzana kudya chikafu mundiro imwe chete kwavanhu vaviri kana vanodarika.
English Translation
When people share food, it means they are in agreement and get along, and they do their things together. Sharing food means eating from the same plate by two or more people.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.