Shona Definition
Dunhu ibandi renyika risina kunyanyokura, rinotongwa nomunhu anenge ari pasi pashe. ruwa
English Translation
A province is a region of land that is not very large, governed by someone who is subordinate to a chief. It's a rural area.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ichi ndechinoshandiswa kupatsanura nzvimbo ingava minda kana dunhu.”
from chidhunduru“Uyu mutumwa wamambo aigara padzimbahwe, asi ane dunhu rake raaifambisa mashoko kana atumwa.”
from nyamai“Mepu mufananidzo unoratidza nyika dzakasiyana- siyana, kana kuti nyika nematunhu ayo kana kuti dunhu kana kuti guta nemisha yaro zvese nenzizi, makomo, migwagwa nezvimwewo.”
from mepu“Dunhu reManyika rina gavhuna anoshanda chaizvo.”
from gavhuna“Ishe ndiye munhu anenge achitonga dunhu guru, aine masadunhu nemasabhuku pasi pake.”
from ishe“Kunyange munhu akatamira kune dunhu raasingazivi nezvaro, kana achingokwanisa kushandawo achirima, anowana zvirimwa zvinomuraramisa.”
from Hapana kusina dura