DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Hapana kusina dura

Shona Definition

Chero nzvimbo ipi zvayo iri panyika ine zvinogona kubatsira munhu kuti ararame. Kunyange munhu akatamira kune dunhu raasingazivi nezvaro, kana achingokwanisa kushandawo achirima, anowana zvirimwa zvinomuraramisa.

English Translation

Almost anywhere on earth offers some means of keeping alive. Even a newcomer in unfamiliar country, or one working poor soil, will get a crop out of it if he puts in the labour.

Cultural Context

“Directed at people who complain about where they live without making any effort to make something of it.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Hapana kunomera sora roga

There is no ground anywhere that brings forth nothing but weeds.