Used in other entries
“Kana munhu akanwa doro achinzi aka dzima anenge akadhakwa zvakanyanya.”
from -dzima“Chidyashe idoro shoma rinopiwa sabhuku panenge pachinwiwa doro.”
from chidyashe“Vakuru vanondopira doro pachisoro chesvikiro gore negore.”
from chisoro“Chinwiro mudziyo unoshandiswa kunwirwa mvura, mukaka, doro nezvimwe zvinomwika.”
from chinwiro“Chinyangu kusvuuka kwemiromo kunosakiswa nokunwa doro zvikuru kana nokusvuta fodya.”
from chinyangu“Dembe kufara kunoita vanhu vachitamba ngoma vachimwa doro.”
from dembe