Used in other entries
“Iyi inguva iyo usiku hunenge hwakati ngwe kuchena, nokuti mwedzi unenge uchibuda uri denderedzi rizere.”
from jenaguru“Mwedzi idenderedzi hombe jena, rinoonekwa kazhinji usiku rakajekesa nyika, asi dzimwe nguva richimboonekwawo kwakachena, risina kunyanyoita denderedzi kudaro.”
from mwedzi“denderedzi”
from dendenedzwa“Imba ye raundi imba inovakwa yakaita denderedzi.”
from raundi“Ku vhiriridza kufambisa chakaita denderedzi, sezvakaita vhiri.”
from -vhiriridza