DuraMazwi
Browse Words
Words

denda

Shona Definition

Denda kurwara kunotora nguva refu kuri pamunhu. Murume akayaura nedenda romusoro. hosha Denda chirwere chanetsa zvikuru chinoramba kukasira kupera. Denda reAIDS raonesa nhamo vanhu vepasi rose. hosha

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries