Used in other entries
“Ugugu chiveve chemazino, chinoita kana munhu anyanya kudya magaka kana zvimwewo.”
from ugugu“chiveve”
from veve“Chipo akazongonzwa chava chiveve chete kumeso, paakanzi kwapu nembama yaasina kana kuzoona kuti yabva nepi.”
from kwapu“Rufimbi mushonga unoitisa munhu chiveve kana kumbomukotsirisa kuti kana munhu ozoitwa oparesheni asarwadziwa.”
from rufimbi“Chipo akazongonzwa chava chiveve chete kumeso, paakanzi kwapu nembama yaasina kana kuzoona kuti yabva nepi.”
from kwapu