Used in other entries
“Ku dumhuura kubvisa chivharo pahari kana pamugomo.”
from -dumhuura“Ku kwidibira kuisa chivharo pamusoro pemudziyo kuti zvinenge zviri mukati zvacho zvichengetedzeke.”
from -kwidibira“Ku kudubura kubisa chivharo pachinhu chinenge chakavharwa.”
from -kudubura“Kuti gwabhu kubvisa chivharo kana chigamba pachakanamatira kana kuti kupedza zvawanga uchiita.”
from gwabhu“Ku gwadabura kubvisa chivharo zvine simba, kubva pachanga chakavhara mudziyo kana pane imwe nzvimbo.”
from -gwadabura“Kana uka gwajanudza chivharo chegaba unenge wachivhura zvine simba.”
from -gwajanudza