Used in other entries
“Chionwa chirongwa chezvinhu zvakanyorwa zvakarongwa kuita mufananidzo mukati mechidzidzo, basa racho riri rokutobatsira kuratidza zviri kutsanangurwa muchidzidzo imomo.”
from chionwa“Kosi chirongwa chezvidzidzo zvepamusoro zvinoitwa muchikoro, kana kuti paunenge uchidzidzira basa.”
from kosi“Katarogo muunganidzwa wemakadhi kana kuti chirongwa chomukombiyuta, chinoratidza mabhuku ose kana kuti mafirimu ose anenge achichengeterwa muraibhurari.”
from katarogo“Karenda ibhuku kana kuti pepa guru rimwe chete rine chirongwa chinoratidza mazuva, masvondo nemwedzi yegore rose, uye mazororo nemamwewo mazuva enyika akakosha.”
from karenda