Used in other entries
“Ku runza kufambisa kunoita chipfuwo, zvinoita kuti chizorasika chasiyana nezvimwe kumafuro.”
from -runza“Ronzwa chipfuwo chinopihwa munhu asiri vatenzi vacho, kuti vachichengete asi vachichishandisa havo.”
from ronzwa“Ku tsinhana kupa munhu chinhu, zvikuru chipfuwo, iye achikupawo chake, asi zvose zvichienderana pakukosha kwazvo.”
from -tsinhana“Hwai chipfuwo chakapfava, chakafanana nembudzi asi icho china makushe akazara muviri wose, uye chisingawanzochemi pachinourawa.”
from hwai“Ku tauta kupfura-pfura kunoita huku kana chipfuwo chashizhwa, chava kufa.”
from -tauta