Used in other entries
“Ku komera kushandisa dombo kana chimwe chinhu kurovera chipikiri, kuti chipinde mukati mupuranga kana zvimwe zvakadaro.”
from -komera“Chipanda imbambo kana chipikiri chinorovererwa kumadziro kuti muzoturika migoti.”
from chipanda“Ku nzonzoda kuita maburi pachinhu chakaita segaba uchishandisa chipikiri kana umwewo mudziyo wakapinza.”
from -nzonzoda“Kana chipikiri chacho chakakombama hachiiti kuchirovera papuranga.”
from -kombama