Used in other entries
“Chipfundo chimuti china makwati akawanda.”
from chipfundo“Dzatsa imhuka kana chinhu china madodzi-madodzi.”
from dzatsa“Hamba chipuka china makwati, chinogara mumvura kana kunze, chisingakwanisi kufamba nokukurumidza.”
from hamba“Chishanu izuva resvondo rinotevera China iro richiteverwawo noMugovera.”
from Chishanu“Simba chinzvimbo nechiremera china vamwe vanhu chinosakisa kuti vatyiwe nokutererwa, vachiitirwa zvavanenge vachida.”
from simba