Used in other entries
“Ku dzemberera kungotenderera-tenderera uchinge usina chinangwa.”
from -dzemberera“Uku kufamba munhu usina chinangwa.”
from dochamutocha“Donzvo chinangwa chikuru mune zvinenge zvichiitwa.”
from donzvo“Ku gwadarika kurwisana namarwadzo nokunetapaine chinangwa chokuda kuzvikunda.”
from -gwadrika“Kana uchinekudza munhu unenge uchiti ati akafamba achienda uko odzoka pasina chinangwa chaicho unenge uchimu nekudza .”
from -nekudza“Ku nyambwaira kufamba zvishoma zvishoma uchimbomira, chinangwa chiri chekuti usaonekwa kana kunzwika kwauri kubva kana kuenda.”
from -nyambwaira