Used in other entries
“Akadonda aona chikwama chaiva chizere nemari.”
from -donda“Tsotsi payakaedza kuredza chikwama chaive chizere nemari, muridzi wacho akabva atendeuka, zvekuti chikwama chiya chakabva chadonha chichiti kwacha.”
from kwacha“Akakwakura chikwama chemari chaiva patafura achibva ati dhugu panze.”
from -kwakura“Chikwama chakanzi hachu Tendai ndokusara abata mhepo.”
from hachu“Gapaza chikwama cheganda.”
from gapaza“Vakazongoona at chikwama chavo namu, achibva ati tore kumhanya akananga kumusika kwainge kuzere vanhu.”
from namu