Browse Words
Shona Definition
Apa ndepanonyorwa chiziviso kuitira kuti vanhu vazive zvavanotarisirwa kuita panhu. Mugwagwa wataifamba nawo wakavharwa, saka iko zvino pava nechikwangani chakanzi, "Hapana nzira".
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.