Used in other entries
“Komiti chikwata chevanhu vanenge vakasarudzwa kutungamirira sangano.”
from komiti“Kirabhu ibato kana kuti chikwata chevanhu vanobvumirana nechinangwa chimwe chokuita zvinhu zvimwe chete.”
from kirabhu“Mhara imhuka diki yemusango yakatsvukuruka, inofamba nedzimwe dziri chikwata.”
from mhara“Musi wemakwikwi enhabvu takaonerera chikwata chedu chichishura mare.”
from -onerera“Uto chikwata kana nhengo yechikwata chinorwa hondo yokudzivirira nyika.”
from uto