Browse Words
Shona Definition
Chiketo itsika inoshandiswa kusarudza vanhu pabasa, kuchidzingwa vasina zvavanobatsira. Baba vangu vakapererwa nebasa pachiketo chomuna Zvita. chigumuro Chiketo yaiva tsika yaiitwa navarungu kuvatema, yokusarudza n'ombe dzavaida kuti munhu asare nadzo, dzimwe dzoiswa rupawo kuratidza kuti muridzi wadzo anofanira kudziuraya.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“chiketo”
from chibeto