DuraMazwi
Browse Words
Words

-chikidira

Shona Definition

Kana munhu akanzi a chikidira mafuta anenge azora akawandisa. Musikana akaita mafuta okuchikidira kwava kubuda oenda kumuchato kumeso kuchingonyiminya.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.