DuraMazwi
Browse Words
Words

chiko

Shona Definition

Iri izwi rinoshandiswa sechibatanidzo, richiratidza nguva inenge yatanga chinhu kana kuti kwabvira zvinhu. chinguri, kubvira

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.