Browse Words
Shona Definition
Kuti che-e kutambanudza rupasa kana chimwe chokuwaridza kuti vanhu vagare vakanyatsokwana. Ukaona vanhukadzi vakati rupasa che-e, wobva waziva kuti vari kuita makuhwa. Kuti che-e kucheka nokukasira nebanga rinopinza chaizvo. Ndakamuti che-e padama ndikasiya achijuja ropa.
English Translation
To "che-e" means to spread out a mat or something to lay down so that people can sit comfortably and fit well. If you see women spreading out a mat and it's described as "che-e", then know that they are about to gossip. To "che-e" also means to cut quickly with a very sharp knife. I slashed him on the cheek and left him gushing blood.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.