DuraMazwi
Browse Words
Words

-chechemadza

Shona Definition

Ku chechemadza kuita zvinhu zvinokonzera kuti mumwe munhu avhiringike mupfungwa.

English Translation

Gaslighting is doing things that cause someone to become confused in their mind.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.