DuraMazwi
Browse Words
Words

checha

Shona Definition

Kana munhu achiti checha anenge achikuza vanhu kuti vashande nesimba, kana kuti vakasike kuita zvavari kuita.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.