Browse Words
Shona Definition
Chanzi mukana wokuita chimwe chinhu unenge usiri nyore kuwana. Ndakatoti ndawana chanzi yokuenderera mberi nechikoro, pandakawana aindibhadharira mari mushure mokunge baba vangu vashaya. Chanzi imhanza kana rombo rakanaka rinowira munhu kashoma muupenyu. Ukawana chanzi yokuita mari unenge wava mambo pasi pano. mukana
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“mupata mukaha chanzi”
from mukana“Kana chinhu chanzi shidu kusungwa, chinenge chasungwa zvakasimba.”
from shidu“Hapana chinhu chingangotanga chanzi hachina ruyamuro.”
from Hauzivi tsanga inokodza tsambakodzi“Kana chinhu chanzi shidu kusungwa, chinenge chasungwa zvakasimba.”
from shidu