Used in other entries
“Kana chinhu chakaita godo chati nyangadu , chinenge chapera ugodo hwacho, sezvinoita shuga yaiswa mumvura.”
from nyangadu“Ichi chipadza chidiki chapera nokuda kwekushandiswa.”
from chiserima“Pfumvudza mashizha matsva emiti anotunga kana chando chapera.”
from pfumvudza“Kuti udu kudya chibage uchikanda tsanga netsanga mukanwa, kusvika chapera.”
from udu“Ku vandudza kamutsidziri kana kuti kusimudzira chinhu changa chapera kana kuti kuparara.”
from -vandudza“Kuti futu kungoerekana chinhu chapera mweya, senge bhora kana vhiri.”
from futu