DuraMazwi
Browse Words
Words

chaka chaka

Shona Definition

Kuti chaka chaka kurira kunoita mvura kana munhu achitsika pasina kudzika. Kuti chaka chaka kurira kunoita zvipfekwa, kazhinji zvomumakumbo kana ndarira. Matende akasungirirwa mumakumbo anorira achiti chaka chaka.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.