Ku chakaira kufamba kwenguva yakareba pasina kuzorora achinge munhu asina kwaakananga. Kana mukandovhima musina kukumbira varidzi, munochakaira mumasango mukabva chiri kumeso.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.