Browse Words
Shona Definition
Ku chakacha kuva munhu asisagoni kumirira zvinhu zvichaitika kwapera nguva yakareba, uye anokasira kutsamwa. Ndakachakacha neshungu ndichida kuti mbavha iunzwe kwatiri tiirove.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.