DuraMazwi
Browse Words
Words

chaizvo

Shona Definition

Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kuti zvinhu zvaitwa kusvika pakuperevedza. Baba namai vakafara chaizvo vaona kukunda kwandakaita muzvidzidzo zvangu zvose. chose, zvomene, zvikuru .

English Translation

This word is used to show that things have been done to perfection. My parents were very happy when they saw how well I had done in all my studies. completely, indeed, greatly.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries