Used in other entries
“Ku nyandanutswa kufuridzwa kunoitwa vhudzi kana bundo zvekuti zvinosara zvabvanganyuka.”
from -nyandanutsa“Murara uswa hunooma hworamba hwakangomira, rimwe bundo idzva diki richikura mukati maro.”
from murara“uswa bundo”
from sora“Kana nzira yaka pfumba , vanhu vanenge vachigara vachipfuura napo, saka bundo rinenge rafa posara ivhu.”
from -pfumba“Kana uchi zhaka bundo mumunda unenge uchiita rekutema zvesimba, zvisiri zvekuseka, asi uchikwanisa kusiya mbeu dzakamira.”
from -zhaka“bundo sora”
from uswa