Used in other entries
“daka, chigumbu, bundu, rutodo.”
from mafi“bundu”
from chisumbu“Aunzi ishinda inenge yakambomberwa kuita bundu.”
from aunzi“Bumha zvinhu zvakaita bundu pamwe chete, senyuchi.”
from bumha“Pfundo panzvimbo panenge pakasungika tambo kana mucheka kuita bundu.”
from pfundo“Ku tuzura kuputisa mota kana bundu.”
from -tuzura