Browse Words
Shona Definition
Ku kara kuda kudya kana chimwewo chinhu zvakanyanyisa. Murume wangu anokara nyama zvinotonyadzisa. Usakara mari kunge hure kudaro. -ruta, -boka . Kana mwana achi kara mapikicha anenge achianyora nependi dzemavara akasiyana.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.