Used in other entries
“Konzi chipundu chinorwadza chichipisa zvekuti dhu, chinoita pachigunwe chidiki, chinowanzokonzerwa nekupfeka bhutsu dzinobata.”
from konzi“Bhutsu dzake dziri kuita gwema nokuti dzava nenguva dzisina kugezwa.”
from gwema“Akafamba achiti nunuva nunuva paakapfeka bhutsu itsva.”
from nunuva nunuva“Mushonga ndechinoshandiswa kuti zvinhu zvakaita semumba kana bhutsu zvikwidzime.”
from mushonga“Ku yera kupfeka hembe kana bhutsu kuti uone kuti zvinokwana here.”
from -yera“Kuti washuwashu kufamba zvine ruzha runokonzerwa nemashizha emiti akaoma, kana bhutsu dzinenge dziri nyoro mukati.”
from washuwashu