Browse Words
Shona Definition
Bere imhuka ine tumavara tutema tudiki, ine makumbo emberi akareba kupinda ekumashure uye inofamba usiku nekudya nyama. Ukasavharira mbudzi dzinodyiwa nebere manheru. Kana mombe ichinzi ine bere inenge iine mwana mudumbu ichitarisira kuzobereka. zamu
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Bere chipuka chinokara nyama.”
from chipuka“Bere rakati mombe kabu pachidya.”
from kabu“Mbudzi dzakameedza dzaona bere.”
from -meedza“Chakava chisva-asva- a vanhu vachidzinganisa bere rakafamba masikati.”
from chisva-asva-a“bere”
from magwinhi“Uyu mutambo wevana vadiki vanenge vachidzingirirana, vamwe vari mai, mumwe bere rinenge richida kuba vana vavo.”
from chidhanga chidhanga