DuraMazwi
Browse Words
Words

mudyanerembwa

Shona Definition

Uyu munhu anofarira kudya kana kuti ane nhafu, anokara zvekuti vanhu vanozoti haadi kusiyira kana nembwa chikafu. Mudyanerembwa anofara bedzi kana nguva yekudya yakwana.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.